KwaunobvaDuramazwiKkunya

Duramazwi

kunya

Zvinoreva

Kushinga.

Kudhota.

1

Kushinga.

Pataiyambuka rwizi takasimudza hembe dzedu, ndokudzikunya kuti dzisanyorove mumvura.

Kuti kunya kunya kufamba segudo.

2

Kudhota.

Kuti kunya kunya kufamba segudo.

Pataiyambuka rwizi takasimudza hembe dzedu, ndokudzikunya kuti dzisanyorove mumvura.

Kutakunya kurasira chinhu chinonyangadza kwakadaro, nechimuti kana negumbo.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kunya kunya

Kuti kunya kunya kufamba segudo.

Verenga

Swipe for the next word