KwaunobvaDuramazwiTtsumwaira

Duramazwi

tsumwaira

-ndimwaira

Zvinoreva

[-tsimwaira, -tsomwaira] Kutsumwaira kuvhara maziso nokusvunura kwemunhu ava kubatwa nehope.

1

[-tsimwaira, -tsomwaira] Kutsumwaira kuvhara maziso nokusvunura kwemunhu ava kubatwa nehope.

Rimwe zuva Oziwero odzoka kumba panguva yemambakwedza akaita kakutsumwaira, motokari ndokubuda mumugwagwa.

Kufukunya kugutsurira musoro kunoita munhu ane-nge ava kutsumwaira.

Zvakafanana

-ndimwaira

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsunarunwa

Tsunarunwa chibhururukwa chinenge mhashu, chine ruvara rwegirini, chine mafuta akawanda, chinodyiwa, uye chinofarira mwenje manheru.

Verenga

Swipe for the next word