Duramazwi01 / 03kunyangwe [kunyange]Tinoshandisa kunyangwe tichireva kuti kana zvimwe zvinhu zvikaitika, pane zvinofanira kuzongozadzikiswa chete.Verenga→