KwaunobvaDuramazwiKkunyangwe [kunyange]

Duramazwi

kunyangwe [kunyange]

nyangwekunyangovanganyazwikanapokana

Zvinoreva

Tinoshandisa kunyangwe tichireva kuti kana zvimwe zvinhu zvikaitika, pane zvinofanira kuzongozadzikiswa chete.

1

Tinoshandisa kunyangwe tichireva kuti kana zvimwe zvinhu zvikaitika, pane zvinofanira kuzongozadzikiswa chete.

Kunyange kukanaya, tinongoenda kundosima mbeu kumunda.

Zvakafanana

nyangwe · kunyangova · nganyazwi · kanapo · kana

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word