KwaunobvaDuramazwiNnyangwe

Zvinoreva

Kuti nyangwe kuramba kana kupikisa.

Nyangwe izwi rinoshandiswa kuratidza kuti chinhu chinotoitika chete, pasinei nokuti zviri kutaridzika sei.

1

Kuti nyangwe kuramba kana kupikisa.

Mudiki achiri kuda iwe Munyaradzi ugare naye nyangwe paanomaker madecisions.

Haana kuda zvehondo hake coz ainyara BaTakue nyangwe anga akavatsamwira.

Ndiye aigezesa nyangwe naTakue kana azviitira uku haana kupihwa chikafu.

2

Nyangwe izwi rinoshandiswa kuratidza kuti chinhu chinotoitika chete, pasinei nokuti zviri kutaridzika sei.

Gombo iri ndinotoriima chete nyangwe zvodii!

Mudiki achiri kuda iwe Munyaradzi ugare naye nyangwe paanomaker madecisions.

Ndiye aigezesa nyangwe naTakue kana azviitira uku haana kupihwa chikafu.

Zvakafanana

kunyange · chero

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyangwe woda

Aya mazwi anoshandiswa kuudza munhu kuti chacho chaari kuda kuita hachimbofi chakaitika kana kubudirira.

Verenga

Swipe for the next word