KwaunobvaDuramazwiNnyangwe woda

Duramazwi

nyangwe woda

Zvinoreva

Aya mazwi anoshandiswa kuudza munhu kuti chacho chaari kuda kuita hachimbofi chakaitika kana kubudirira.

1

Aya mazwi anoshandiswa kuudza munhu kuti chacho chaari kuda kuita hachimbofi chakaitika kana kubudirira.

Kuti Revai aroorwe naTarisai. A-a, nyangwe woda. Hazviiti.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyanhando

Nyanhando imhando yederere yakareburuka, inoberekwa nemunyanhando.

Verenga

Swipe for the next word