KwaunobvaDuramazwiTtsvo

Zvinoreva

Izwi rinoreva kufuma.

Tsvo izwi rinoshandiswa nemunhu kutaridza kuti haasi kuwirirana zvachose nezviri kutaurwa kana kufungwa nevamwe.

1

Izwi rinoreva kufuma.

Kana uchiti tsvo-o une-nge uchidira mvura kana chimwe chinhu zvishoma nezvishoma, asi yakawanda.

Kuti tsvo tsvo tsvo kunaya kwemvura yakawanda chaizvo.

Tsvo izwi rinoshandiswa nemunhu kutaridza kuti haasi kuwirirana zvachose nezviri kutaurwa kana kufungwa nevamwe.

2

Zvakafanana

aiwa · bodo · kwete · uba · nikisi

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsvo-o

Kana uchiti tsvo-o une-nge uchidira mvura kana chimwe chinhu zvishoma nezvishoma, asi yakawanda.

Verenga

Swipe for the next word