Duramazwi
Zvinoreva
Kuti bodo kuibvisa kwechinhu chabikwa.
Kana munhu achiti bodo anenge ari kuramba zvinenge zviri kutaurwa.
Kuti bodo kuibvisa kwechinhu chabikwa.
Vaitoona kuti better vatongerwe yekudanana nemwana mudiki kwete zvekuraper bodo.
Maitiro ake airatidza kuti aida kuti ndiende kwaari but ndakati bodo handiite.
Vaitonyepera havo mukadzi kuti vari kuenda kubasa nyamba bodo mabasa avo ehusiku iwayo.
Kana munhu achiti bodo anenge ari kuramba zvinenge zviri kutaurwa.
Ndamuti uchauya nokumba here, akati bodo.
Vaitoona kuti better vatongerwe yekudanana nemwana mudiki kwete zvekuraper bodo.
Maitiro ake airatidza kuti aida kuti ndiende kwaari but ndakati bodo handiite.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bododza
Kubododza kutyora chinhu chakanyorovera, chakaita sembambaira yabikwa.
VerengaSwipe for the next word