Duramazwi
Zvinoreva
Tinoshandisa izwi rokuti nyanguri kuratidza kushamisika nenguva inenge yatorwa nemunhu kuita chinhu.
1

Hausati wapedza nyanguri watanga kugeza?
Tinoshandisa izwi rokuti nyanguri kuratidza kushamisika nenguva inenge yatorwa nemunhu kuita chinhu.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyangwe
although
VerengaSwipe for the next word