KwaunobvaDuramazwiNnyangira

Duramazwi

nyangira

-nyanga-semba

Zvinoreva

Kunyangira munhu kumusvikira asingazivi, zviya zvekuti unongoerekana wamubata kana kumuita chimwe chinhu. Pataida kubata huku yekuuraya, takaita zviya zvekuinyangira iyo ichidya *chibage chatainge tamwaya.*

1

Zvino vose vainge vanyangira yaona.

Tadiwa ainge anyangira yaona hake.

Kubwataira kufamba zvinyoronyoro sezvinoita munhu kana achinyangira chimwe chinhu.

Zvakafanana

-nyanga · -semba

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyangiswa

Nyangiswa ibatanidzo yamashoko mumutsetse inoreva kuti kunyange zvazvo.

Verenga

Swipe for the next word