Duramazwi
Zvinoreva
Kuti nyangi nyangi kufamba kokunyahwaira kuti munhu asvike asina kunzwikwa. Chimangowe chinoti nyangi nyangi kana chaona makonzo.
1

Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyangidzira
Kunyangidzira kunama kana kunyorevesa panhu zvishoma zvishoma. Kuvaka churu kwemajuru kunyangidzira kusvikira apedza.
VerengaSwipe for the next word