Duramazwi
Zvinoreva
Kunyangatira kunyura kunoita chinhu chinonyorovesa panhu pakaoma. Mafuta akanyangatira paronda.
1

Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyange
Kuti nyange kumwaya zvishomashoma. Mhiripiri inoda kungonzi nyange, nokuti ikawandisa inovavisa chikafu.
VerengaSwipe for the next word