KwaunobvaDuramazwiNnyange

Duramazwi

nyange

Zvinoreva

Kuti nyange kumwaya zvishomashoma. Mhiripiri inoda kungonzi nyange, nokuti ikawandisa inovavisa chikafu.

1

Kusona muromo kunyarara, usingatauri nyange paunotarisirwa kutaura.

Kuti nyange kunanzva dovi kana bota kubva pamuromo pomucheche.

Kuti nyange kumwaya zvishomashoma. Mhiripiri inoda kungonzi nyange, nokuti ikawandisa inovavisa chikafu.

2

Kuti nyange kunanzva dovi kana bota kubva pamuromo pomucheche.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyangi nyangi

Kuti nyangi nyangi kufamba kokunyahwaira kuti munhu asvike asina kunzwikwa. Chimangowe chinoti nyangi nyangi kana chaona makonzo.

Verenga

Swipe for the next word