Duramazwi02 / 03semendeSemende chigadzirwa chakada kuita sedota, chinoti chikakanywa nejecha nematombo zvinoumba zvinhu zvakasimba kana zvaoma, inoshandiswa pakuvaka.Verenga→
Duramazwi03 / 03semesaZvinhu zvinosemesa zvinhu zvinoita kuti unzwe kuda kurutsa kana wazviona, kuzvibata kana kuzvinhuhwidza.Verenga→