Duramazwi · zita
Zvinoreva
Shanga uswa hwakasimba hunoreba zvikuru, uye hu-
Shanga imhonzi yembeswa dzakaita sechi-bage zviyo kana gorosi.

Hwai ibarwe rine shanga dzisati dzakora, dzinobuda mukaka kana ukadzipfanya.
Kana uchipanjika unenge uchitsemura shanga dzekugadzirisa mhasa nepakati.
Shanga chivara chichena chinoita muziso, nokuda kwekukuvara kana kuti kurwara namaziso.

Chifumbata rudzi rwemhunga inoita shanga diki dzakabatana chaizvo.
Shanga chivara chichena chinoita muziso, nokuda kwekukuvara kana kuti kurwara namaziso.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03shangameso
Shangameso mubairo unopihwa munhu anenge anhonga chinhu chinenge charasika akauya nacho kumuridzi.
VerengaSwipe for the next word