KwaunobvaDuramazwiGgangara

Zvinoreva

Kuti gangara kuva pamhene zvakanyanya. Makore zvaakapera mwedzi wakasara wakati gangara.

Gangara kanhu kachena kanomera pamusoro pemboni yeziso, zvichikonzera kuti ziso risaone zvakanaka.

1

2

Kana munhu akati gangara kusvinura anenge asina kana hope chero zvazvo angava ari mumachira. Kwazoedza ndangoti gangara kusvinura kubva pakaita mheremhere madeko.

3

Gangara kanhu kachena kanomera pamusoro pemboni yeziso, zvichikonzera kuti ziso risaone zvakanaka.

Kuti gangara kuva pamhene zvakanyanya. Makore zvaakapera mwedzi wakasara wakati gangara.

Gangara kanhu kachena kanomera pamusoro pemboni yeziso, zvichikonzera kuti ziso risaone zvakanaka.

Zvakafanana

shanga · tsanga

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gangarabwe

Gangarabwe ivhu rakasangana netumatombo rinonetsa kurima.

Verenga

Swipe for the next word