Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu achinzi iganganyarwa anenge ari muhombe uye akasimba zvikuru.
1

Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gangara
Kuti gangara kuva pamhene zvakanyanya. Makore zvaakapera mwedzi wakasara wakati gangara.
VerengaSwipe for the next word