KwaunobvaDuramazwiBbhaunza

Duramazwi · zita

bhaunza

Zvinoreva

Kubhamba.

Bhaunza munhu ane muviri muhombe uye akasimba chaizvo.

1

Bhaunza mumwe wevanhu vanoita basa rokudzivirira musindo munzvimbo dzinouya vanhu kuzonwa nokufara, kazhinji vachimira vari kumusuwo.

2

3

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhauza

Bhauza zidhiramhu guru rinodhonzwa nen'ombe kana netarakita rinoshandiswa kutakura zvakaita semvura.

Verenga

Swipe for the next word