Duramazwi · zita
bhatani
button
Duramazwi · zita
button
Bhatani ndekakaita denderedzwa kanosonerwa pahembe kachizopfekerwa muburi rehembe kuti ivharike.

Kana ukadzvanya bhatani kana chimwewo chinhu unenge wachitsikirira nechikunwe kana chimwewo chinhu.
Bhatani rudzi rwesiwichi, kazhinji yakaita kadenderedzwa, kanoti ukabaya konyura mukati, mudziyo wacho wobva watanga kushanda namagetsi.

butau · ngopero · konobho · ndoro · kunyumbu
Duramazwi
01 / 03bhatiri
battery
VerengaSwipe for the next word