KwaunobvaDuramazwiBbhatiri

Duramazwi · zita

bhatiri

battery

Zvinoreva

Bhatiri mudziyo unobata nekuchengeta simba ramagetsi, kufanana nezvinopa simba iri pamotokari kana tochi.

1

Karukureta kamuchina kanoshanda nebhatiri kana nezuva, kanoshandiswa pakui-ta masvomhu.

Tochi kamwenje kokuo-nesa kanoiswa mabhatiri.

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word