KwaunobvaDuramazwiBbhasopo

Duramazwi

bhasopo

Zvinoreva

Kuti bhasopo kureva kuti chenjerera. Famba wakatarisa mberi, *bhasopo nyoka iyo*.

1

Kana munhu achikuti bhasopo anenge achireva kuti akuregerera asi chitarafu chaanga ambofunga kukupa chambenge chakati kurei.

2

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word