KwaunobvaDuramazwiBbhasikiti

Duramazwi · zita

bhasikiti

basket

Zvinoreva

Uyu mudziyo wemumba wakangoita setsawanda asi iwo uine mipakato.

1

Uyu mudziyo wemumba wakangoita setsawanda asi iwo uine mipakato.

Kana uchiruka bhasikiti, shanga dzinopimbiringa pamusana waro.

Ruka ndeimwe yetsanga kana simbi dzakawanda dzinorukirwa pasi pebhasikiti.

Shandiro ibhasikiti kana ndiro huru inoshanda mabasa akasiyana-siyana.

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word