KwaunobvaDuramazwiBbhaudhi

Duramazwi

bhaudhi

bolt

Zvinoreva

Bhaudhi chigadzirwa chinomonwa nechipanera chichinyura mumadhaiza epachine-nge chiri kusungirirwa, chichibva chaitawo kuti dzimwe simbi dzibate.

1

Bhaudhi chigadzirwa chinomonwa nechipanera chichinyura mumadhaiza epachine-nge chiri kusungirirwa, chichibva chaitawo kuti dzimwe simbi dzibate.

Kana ukasunungura bhaudhi unenge waita kuti rirege kushinyisa parakasunga.

Kana uchikumura bhaudhi unenge uchirisunungura, kuribvisa kana kurisiya risisina kubata.

Kuti kumu kukurumidza kusununguka kana kubva kungaita simbi kana bhaudhi paranga rakabata.

Zvakafanana

muru

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word