KwaunobvaDuramazwiCchikakera

Duramazwi · zita

chikakera

-kaka

Zvinoreva

Chinhu chinosungisa simbi.

1

Chinhu chinosungisa simbi.

Chikakera ibhaudhi rinoshandiswa kusunga maaramu evhiri regejo kana rechikovhoro.

Chikakera kubata chinhu zvakasimba zvokuti hachitsudunuki.

Chikakera kamuchini kesimbi kanoshandiswa kukakisa waya.

2

Chikakera kamuchini kesimbi kanoshandiswa kukakisa waya.

3

Chikakera ibhaudhi rinoshandiswa kusunga maaramu evhiri regejo kana rechikovhoro.

4

Chikakera kubata chinhu zvakasimba zvokuti hachitsudunuki.

Zvine chekuita

-kaka

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

ChiKalanga

ChiKalanga mutauro wevaKalanga.

Verenga

Swipe for the next word