KwaunobvaDuramazwiMmbambo

Duramazwi · zita

mbambo

Zvinoreva

Mbambo ibhaudhi rinoshandiswa kusunga dzimwe simbi.

1

Mbambo ibhaudhi rinoshandiswa kusunga dzimwe simbi.

Mbambo yegejo yakati gwedu tiri pakati pokurima.

Chikende igomba rinocherwa nechinangwa chokuisira mbambo dzinotara muganhu womunda.

Kana mbambo yakati kwesere muburi mayo, zvinoreva kuti zvinenge zvakanyatsoenzanirana.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mbambune

Mbambune imbeu inokura yega kubva pamhodzi dzakasaririra mumunda gore rapfuura.

Verenga

Swipe for the next word