Duramazwi
-pepereka-sengereka-puruvurika-pumhuruka
Zvinoreva
Kupumhuka kumhanya zvakasimba nokutiza zvachose, kungaita zvipfuwo kana zvavhundutswa zvakanyanya.
1

Hatichisina makwai nokuti ose akapumhuka adzingirirwa nembwa dzokwaChikwari.
Kupumhuka kumhanya zvakasimba nokutiza zvachose, kungaita zvipfuwo kana zvavhundutswa zvakanyanya.
Zvakafanana
-pepereka · -sengereka · -puruvurika · -pumhuruka
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pumurisa
Kupumurisa kuzorodza chinhu kana munhu anga achishanda zvakasimba.
VerengaSwipe for the next word