KwaunobvaDuramazwiPpumbuzika

Duramazwi

pumbuzika

Zvinoreva

Kupumbuzika kufamba munhu asiri kuona kwaari kuenda sezvingaita vanenge vachifamba murima.

1

Kupumbuzika kufamba munhu asiri kuona kwaari kuenda sezvingaita vanenge vachifamba murima.

Tuvana twembwa twakanga tusati twava kuona twakapumbuzika pachivanze.

Kupumbuzika kufamba munhu asiri kuona kwaari kuenda sezvingaita vanenge vachifamba murima.

2

Kana zvipfuyo zvikapumbuzika zvinenge zvarasika.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pumbuzira

Kupumbuzira kufamba murima uchiita zvekutsvagisisa nzira yako.

Verenga

Swipe for the next word