Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchipumha hembe unenge uchiizunza kuti ibve huruva.
Kupumha kuisa mumera mudoro rakapiswa kuti rivire, rigodirwa.

Kupumha munhu kumupomera mhosva yaasina kupara.

Kufefedza.

Zvakafanana
-fumha · -bvuvira
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pumhuka
Kupumhuka kumhanya zvakasimba nokutiza zvachose, kungaita zvipfuwo kana zvavhundutswa zvakanyanya.
VerengaSwipe for the next word