KwaunobvaDuramazwiPpunda

Duramazwi

punda

Zvinoreva

Kupunda kuzvimbirira kwemaziso, kazhinji mushure mekuchema kana nekuda kwehasha.

1

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pundira

Kana sadza rapundira rinenge raiswa upfu mvura yafashaira, zvichibva zvaitisa tumapundu tweupfu usina kusangana nemvura.

Verenga

Swipe for the next word