Duramazwi
punduka
civilized
Duramazwi
civilized
Kana munhu apunduka anenge ava nemari kana humwe upfumi hwaanga asina.

Murume uyu atopunduka kubva paakatanga kuchengeta huku.
Kana munhu apunduka anenge ava nemari kana humwe upfumi hwaanga asina.
Duramazwi
01 / 03pundutsa
Kupundutsa munhu kumubatsira nezvinhu zvinoita kuti abudirire muupenyu.
VerengaSwipe for the next word