KwaunobvaDuramazwiPpundira

Duramazwi

pundira

Zvinoreva

Kana sadza rapundira rinenge raiswa upfu mvura yafashaira, zvichibva zvaitisa tumapundu tweupfu usina kusangana nemvura.

1

Wototangira sadza iri kuti risapundire.

Kana sadza rapundira rinenge raiswa upfu mvura yafashaira, zvichibva zvaitisa tumapundu tweupfu usina kusangana nemvura.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pundudza

Kana mukomana akanzi apundudza anenge ava pazera rekuti akarara nemusikana anogona kumuitisa pamuviri.

Verenga

Swipe for the next word