Duramazwi
Zvinoreva
dimik. Kana munhu achinzi anyudza musoro muupfu anenge ava noupfumi hwakawanda kupfuura hwaaisimbova nahwo uye agara zvakanaka.
1
dimik. Kana munhu achinzi anyudza musoro muupfu anenge ava noupfumi hwakawanda kupfuura hwaaisimbova nahwo uye agara zvakanaka.
nyudzo DK z 9. Mutsunda.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyuka
Kana mvura ichinyuka inenge ichibuda muvhu ichiita zvokusina.
VerengaSwipe for the next word