Duramazwi
nyudza
submerge · immerse
Duramazwi
submerge · immerse
Kana munhu achinyudza chinhu mune chimwe anenge achichitsimbirira kuti muviri wacho kana chidimbu chomuviri wacho
Kana munhu achinyudza chinhu mune chimwe anenge achichitsimbirira kuti muviri wacho kana chidimbu chomuviri wacho
Iyi inzvimbo ine mvura yakawandisa zvekuti inogara iri nyoro, zvakare ichinyudza.
Kundwaidza chituba chechirairo kuchinyudza kunoita hove kana ichinge yabatwa nacho.
Kana uchitipitira unenge uchinyudza banga munwiwa kana chimwe chinhu chakanyorovera.
Duramazwi
01 / 03nyudza musoro muupfu
dimik. Kana munhu achinzi anyudza musoro muupfu anenge ava noupfumi hwakawanda kupfuura hwaaisimbova nahwo uye agara zvakanaka.
VerengaSwipe for the next word