KwaunobvaDuramazwiNnyuchi

Duramazwi · zita

nyuchi

bee · bees · bumblebee

Zvinoreva

Nyuchi chibhururukwa chinogadzira uchi, chinoruma chichiita zvokundurira, uye chine ruvara rwakatsvukuruka.

1

Nyuchi chibhururukwa chinogadzira uchi, chinoruma chichiita zvokundurira, uye chine ruvara rwakatsvukuruka.

Ukatevera shezhu unogona kuona nyuchi dziri munhango asi chenjere inogona kukuonesa nyoka kana mbada.

Bumha zvinhu zvakaungana zvakaita sumbu pamwe chete, sezvinowanzoita nyuchi.

Kana nyuchi ichinyin'inyira munhu inenge ichiramba ichingoitira ruzha munzeve dzake.

Mwana wa

zana

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyuchu

Inzwi rematare mushure menguva yerusununguko.

Verenga

Swipe for the next word