KwaunobvaDuramazwiNnyuka

Duramazwi · zita

nyuka

Zvinoreva

Kana mvura ichinyuka inenge ichibuda muvhu ichiita zvokusina.

Nyuka mapundu anobuda kana munhu achinge agunzva ruva kana chimwe chirimwa chisingawirirani neganda rake.

1

Vakavataurira kuti vainge vaita rwendo rwekuharare rwainge rwanyuka.

Chakamushamisa ndechekuti vose vakangoita zvekungokaruka vamira pamubhedha kunge vanhu vangoita zvekunyuka from nowhere.

2

Kunyuka kubuda kunoita munhu, mhuka kana chimwewo chinhu kubva mumvura, muvhu kana imwewo nzvimbo, imi musingambofungidziri.

3

Nyuka mapundu anobuda kana munhu achinge agunzva ruva kana chimwe chirimwa chisingawirirani neganda rake.

Nyuka mapundu anobuda kana munhu achinge agunzva ruva kana chimwe chirimwa chisingawirirani neganda rake.

Vakavataurira kuti vainge vaita rwendo rwekuharare rwainge rwanyuka.

Ukadzinga tsuro mbiri imwe inopunyuka.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyukira

Nyukira ironda rinowanzoita mumakumbo uye rinobuda zvimvuramvura.

Verenga

Swipe for the next word