KwaunobvaDuramazwiNnyuku

Zvinoreva

Kuti nyuku kungokaruka chinhu chobuda nepachanga chisingafungirwi.

Kana munhu akati chinhu nyuku anenge achitora uye kuchibvisa mune zvimwe nokukasira.

1

Ndakamuona oti nyuku kubva muchisango.

Aiita kunzwa nanyuku nyuku achizvibvunza mumoyo kuti " Ndini here uyo?" Achipinda hake mumota yabatakue.

2

Zvakafanana

dzumbunu

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyukura

Kunyukura chinhu kuchiburitsa machinenge chiri, makaita semumvura.

Verenga

Swipe for the next word