Duramazwi
nakura
-nhakura
Duramazwi
Kunakura kubvisa chinhu kubva pachinenge chiri nekukurumidza nekamuti kana neruoko nekuchimbidza.

Musikana akanakura ruoko rwemukomana kubva pabendekete rake.
Kunakura kubvisa chinhu kubva pachinenge chiri nekukurumidza nekamuti kana neruoko nekuchimbidza.
-nhakura
Duramazwi
01 / 03nakurira
Kana munhu akakunakurira chinhu anenge achiteta nerumuti kana negumbo kuti chidonhere pedo newe.
VerengaSwipe for the next word