KwaunobvaDuramazwiNnakurira

Duramazwi

nakurira

Zvinoreva

Kana munhu akakunakurira chinhu anenge achiteta nerumuti kana negumbo kuti chidonhere pedo newe.

1

Kana munhu akakunakurira nyoka mhenyu anenge achikupomedzera mhosva yausina kupara.

Kana munhu akakunakurira chinhu anenge achiteta nerumuti kana negumbo kuti chidonhere pedo newe.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nama

Kubatanidza nechinonamira.

Verenga

Swipe for the next word