Duramazwi
Zvinoreva
Kubatanidza nechinonamira.
Kuti nama kuisa chinhu pamadziro kana pamwewo panhu pachinondobatira nokukasira.

Nama karudzi kemuti kanomera mumapani, kaine mashizha anokurungwa sederere.
Kana munhu akaramba akati nama nechinhu anenge asingadi kusiyana nacho.
Kunama kubatanidza zvinhu nechinhu chinoita kuti zvirambe zviri pamwe, chakaita senamo.
Kunama kuvhara panhu pane buri.
Kunama kudzurura chidziro nedhaka.
Kuti nama kuisa chinhu pamadziro kana pamwewo panhu pachinondobatira nokukasira.
Kuti nama kuisa chinhu pamadziro kana pamwewo panhu pachinondobatira nokukasira.
Nama karudzi kemuti kanomera mumapani, kaine mashizha anokurungwa sederere.
Kana munhu akaramba akati nama nechinhu anenge asingadi kusiyana nacho.
Kana munhu akaramba akati nama nechinhu anenge asingadi kusiyana nacho.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03namana
Kunamana nemunhu kumutevera pese paanoenda usingatombomupa mukana wekufema.
VerengaSwipe for the next word