Duramazwi
namanuka
-kwatanuka
Duramazwi
Kunamanuka kubva kwechipepa kana chimwe chinhu pachange chakanamirwa.
Kunamanuka kubva kwechipepa kana chimwe chinhu pachange chakanamirwa.
Tadiwa akarohwa kusvika nyama dzose dzanzwa dzaita kuibva chaiko dzave kunamanuka.
Kunamanuka kubva kwechipepa kana chimwe chinhu pachange chakanamirwa.
Kukwatanuka kunamanuka kunoita zvinhu zviviri zvanga zvakabatana.
-kwatanuka
Duramazwi
01 / 03namanura
Kana munhu achinamanura chinhu anenge achichibvisa pachinenge chakanamirwa.
VerengaSwipe for the next word