Duramazwi · zita
Zvinoreva
Inzwi rinoshandiswa pakurega kwekukasika.
Kuti namu kubva kwechange chakanamirwa.
Imwe dudziro.

Vakazongoona ati chikwama chavo namu, achibva ati tore kumhanya akananga kumusika kwainge kuzere vanhu.
Akati namu musova wesadza achibva a-ukanda mukanwa.
Kuti namu kutora zvinhu zvisiri zvako, uchitiza nazvo.

Kuti namu kutora chinhu uchikasira chaizvo.
Akati namu musova wesadza achibva a-ukanda mukanwa.
Imwe dudziro.
Vakazongoona ati chikwama chavo namu, achibva ati tore kumhanya akananga kumusika kwainge kuzere vanhu.
Akati namu musova wesadza achibva a-ukanda mukanwa.
Kuti namu kutora zvinhu zvisiri zvako, uchitiza nazvo.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03namuka
sticky
VerengaSwipe for the next word