KwaunobvaDuramazwiKkwatanuka

Duramazwi

kwatanuka

-kwatuka-namanuka

Zvinoreva

Kukwatanuka kunamanuka kunoita zvinhu zviviri zvanga zvakabatana.

1

Kukwatanuka kunamanuka kunoita zvinhu zviviri zvanga zvakabatana.

Ndakazobhadhara mari kupositi kuti nditore tsamba yangu nekuti chitambi chakanga chakakwatanuka.

Kufere-nuka kukwatanuka kunoita ganda sezvinoita munhu atsva nemoto kana nemvura.

Zvakafanana

-kwatuka · -namanuka

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word