KwaunobvaDuramazwiKkwata

Duramazwi

kwata

-ruwa-pota

Zvinoreva

Kana munhu achinzi anokwata anenge achingogara achidya kumba kwevamwe asina kukokwa.

Kuti kwata kudonhera pasi kwechinhu chisingaremi.

Kukwata kufashaira kunoita bota kana sadza. Kana varume vazhinji vachibika sadza, havaregi richikwata, asi kuti vanongodira upfu mumvura inofashaira, vobva vazongomona sadza racho.

1

Maitakue vakangomhanya kuenda kukitchen kwavo ndokunotora maporridge asadza aikwata kwave kudira.....................

Vakapambira porridge ravo rikakwata.

2

3

Kukwata kufashaira kunoita bota kana sadza. Kana varume vazhinji vachibika sadza, havaregi richikwata, asi kuti vanongodira upfu mumvura inofashaira, vobva vazongomona sadza racho.

Kuti kwata kudonhera pasi kwechinhu chisingaremi.

Maitakue vakangomhanya kuenda kukitchen kwavo ndokunotora maporridge asadza aikwata kwave kudira.....................

Ipa tsigiro yakazara uchishandisa mazwi ari muchikwata chega chega.

Zvakafanana

-ruwa · -pota

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwatanu

Kuti kwatanu kunamanuka kunoita chinhu, sezvakaita ganda kana goko kana gwande.

Verenga

Swipe for the next word