KwaunobvaDuramazwiKkwasvata

Duramazwi

kwasvata

Zvinoreva

Kuti kwasvata kuwira mukati kunoita bhora kana vhiri rapera mweya.

1

Kuti kwasvata kuwira mukati kunoita bhora kana vhiri rapera mweya.

Paakaona chinhu chainge nyoka chakanga chakati kwasvata murzira, akaerekana akwiruka achinoti dzi kwakadaro uko.

Kuti kwasvata kuwira mukati kunoita bhora kana vhiri rapera mweya.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwasve

Kuti kwasve kusundira mvura iri pamativi eigwa kumashure, kuti rifambe.

Verenga

Swipe for the next word