KwaunobvaDuramazwiKkwasvaira

Duramazwi

kwasvaira

Zvinoreva

Kukwasvaira kufamba zvishoma zvishoma, kumeso kuchitaridza kuti uri kusvoda.

1

Kukwasvaira kufamba zvishoma zvishoma, kumeso kuchitaridza kuti uri kusvoda.

Ndakazomuona okwesvaira achienda kumba kwake mushure mokunge dare ramuwana aine mhosva.

Kukwasvaira kufamba zvishoma zvishoma, kumeso kuchitaridza kuti uri kusvoda.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwasvata

Kuti kwasvata kuwira mukati kunoita bhora kana vhiri rapera mweya.

Verenga

Swipe for the next word