KwaunobvaDuramazwiKkwasva

Duramazwi

kwasva

sail

Zvinoreva

Kukwasva kuvata nedumbu.

1

Kukwasva kuvata nedumbu.

Rega zvako ndirare pasi nokuti handingarari parumukwasva hwemubhedha uhwu.

Kana chinhu chakaita mukwasva chinenge chakarebunuka chisina upamhi hunoonekera.

Kushambira kudhidha kusina ruzha uchikwasva mvura zvinyoro-nyoro, pasina bhangu.

2

Kana munhu achikwasva igwa mumvura anenge akakotamira, achicheka nukusairira mvura ichienda kumashure nedanda rakaita mugoti mberi kwaro, kuitira kuti rifambe.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwasvai

Kuti kwasvai kutarisa pasi pamusana pekunyara kana kusvoda.

Verenga

Swipe for the next word