KwaunobvaDuramazwiKkwashu

Duramazwi

kwashu

Zvinoreva

Kuti kwashu kudambuka chimbichimbi kwetambo kana gavi kuita zvipande zviviri.

1

2

Kuti kwashu kutanga kuita chimwe chinhu rungwanangwana.

Mai vakafumoti kwashu kuenda kumunda, zvekuti pakazosvika sekuru nemabhazi emangwanani vainge vatoenda.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word