Duramazwi
kwasharara
rough
-kwasha
Duramazwi
rough
Kukwasharara kumara kana kugogonera kunoita panzvimbo.
Kukwasharara kumara kana kugogonera kunoita panzvimbo.
Mudyahacha muti une ganda rakakwasharara uye rakasvibira uchiita maruva machena.
Uyu muti une makwande akakwakwasharara, matema nemashizha madiki, unonzi haugotwi.
Kuti kwizhizhi kuva nerukanda rwakakwasharara, kana runoratidzika nenzira isingayevedzi.
-kwasha
Duramazwi
01 / 03kwashi
Kwashi chirwere chinozvimbisa dumbu nekutsvukiririsa vhudzi, chinoitwa nevana vanenge vasinganyatsowana kudya kunovaka muviri.
VerengaSwipe for the next word