KwaunobvaDuramazwiKkarakasha

Duramazwi

karakasha

-gogonera

Zvinoreva

Kana chinhu chichikarakasha chinenge chakaomarara nokuunyana, zvokuti unonzwa kumara kana ukafambisa ruoko rwako napamuso pacho.

1

Chikosoro chirwere chepahuro, chinoita kuti paome kana kukarakasha zvokuti unogara uchingokosora.

Kana chinhu chichikarakasha chinenge chakaomarara nokuunyana, zvokuti unonzwa kumara kana ukafambisa ruoko rwako napamuso pacho.

Zvakafanana

-gogonera

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

karakata

Kana pahuro pachikarakata panenge pakaomarara, pachivava.

Verenga

Swipe for the next word