Duramazwi
-kasharara
Zvinoreva
Kana pahuro pachikarakata panenge pakaomarara, pachivava.
1

Idzi itsombori dzinodyiwa nemakudo uye dzinokarakata kana dzikadyiwa nevanhu.
Kana pahuro pachikarakata panenge pakaomarara, pachivava.
Kana chokudya kana chokunwa chichikarakata chinenge chichishata, uye chichisiya pahuro pachiita kakumara nekakuvava.
2

Zvakafanana
-kasharara
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03karakatika
Kukarakatika kufamba zvokutamburira, sezvinoita mombe paruware.
VerengaSwipe for the next word